LIMSwiki
Posted on July 23, 2020
By Robert Payne
|
|
|
Useza (Chingezi: art; artistic) izwi rine chirevo chakakura kwazvo. Muchidimbu rinoreva kusikwa kwezvinhu zvakasiyana-siyana zvakafanana nezvisiko. Munhu anoteedzera zveuseza anonzi musezi kana Vasezi kana munhu ane useza uye izvo zvaakasika kana kugadzira anonzi useza.
Vazhinji Vasezi vanotenda kuti Mwari ndiye mukurusa musiki wekutanga, nekuti ndiye akasika zvinhu zvese, zvinoshandiswa semubviro weruzivo neVasezi, kunyanya pavano penda, vanokopera vachishandura zvimwe zvishoma. Apa ndipo panogadzirwa usiki museza.
Vasezi kuburikidza nezvinhu zvaakasika, sezvakaita mufananidzo wekudhirowa kana mumhanzi, ipapo uchave nemukana wekuratidzira manzwiro emukati make, enz. kufara, kana kushungurudzika kwake kana kwevamwe, uye kudzidzisa, kana kufadza... (verengai zvakadzama...)
|
|
|
|
|
Mimwe Mwishumo ye Wikipidhiya
|
Bwaro re Wikimidhiya iduramazwi rakazvimirira pazasi peBwaro re Wikimidhiya, zvzvinoreva kuti inomaneja mamwe mwishumo (mapurojekti) akadorongodzwa zasiyo. Parizvino, mwishumo inowanikwa muChishona iWikipidhiya basi, tirikuzama kudzosa Wikiduramazwi rakavharwa muna 2007. Nwadhi riripo asi harisati ravenezvinyorwa mukati. Mamwe ariko anowanikwa mumimwe mitauro, senge Chingezi nezvimwe wo.
|
|
|
Meta-wiki
|
Kurongwa kwe zviitwa zvose zve wikimidhiya.
|
|
|
|
|
Wikinwadhi
|
Manwadhi ne zvinyorwa zvekudzidza zvemahara.
|
|
|
|
|
|
|
|
|
|
|
|
|
|
|
|
|