Clinfowiki

Chinjirudza zvikochekero
Islamic Republic of Pakistan
اسلامی جمہوریۂ پاكستان
Rwiyo: قومی ترانہ, "The National Anthem"

Pakistan (/pɑːkiˈstɑːn/; muChiUrdu: پاكستان‎, Pākistān) inyika iri muAsia.

Guta guru racho iIslamabad.

Nyika iyi ine miganhu neIndia, Afghanistan, China, Iran, Tajikistan neOman.