The US FDA’s proposed rule on laboratory-developed tests: Impacts on clinical laboratory testing
| ||||||||||||||||||||||
| ||||||||||||||||||||||
| ||||||||||||||||||||||
National motto: !ke e: ǀxarra ǁke | ||||||||||||||||||||||
Afurika Chamhembe (kureva South Africa) kana Mzansi, pachihofisi inonzi Rudhende rwe Afurika Chamhembe inyika iri muziwumbe re Afurika, yakagadzikwa kuruchamhembemhembe chaiko kwe Afurika.
Mtungamiri wayo ndi-VaCyril Ramaphosa vebato reANC. Guta guru remunyika iyi rinonzi Piritoriya. Zvakadaro hazvo, VaRamaphosa havagari muguta iri sezvinoitwa naVaMnangagwa vemuZimbabwe vavakaganhurana navo. VaRamaphosa vanogara muJobheki, munzvimbo inonzi Senditoni. Afurika Chamhembe senyika ine mitauro nemarudzi akawanda zvikuru.
Mitauro inosanganisira Isixhosa, Sesotho, isizulu, Sepedi, Isindebele,Setswana, TshiVenda, Chingezi, Chibhunu, Chifurenji nemimwe yakawanda. Chinondifadza ini semunyori nemupepeti wechinyorwa chino ndechekuti, nyika iyi inobvumidza zvizvarwa zvayo kushandisa zvakakwana mitauro yavo. Marodhi, nzvimbo, migwagwa mizhinji yakanyorwa nemitauro yevanhu ava.
Vanhu vekuAfurika Chamhembe vanonzi vekuAfurika Chamhembe/vechiAfurika Chamhembe pamwe kana Vazanzi., uye munhu mumwechete anonzi wekuAfurika Chamhembe/wechiAfurika Chamhembe pamwe wo Mumzanzi/Mmzanzi.
Utemabanze we Rudhende rweVuarabhu rweSaharawi • Somarirandi |
Mavuso anozivikanwa zvishoma | ||||
(Speini) Canary Islands / Ceuta / Melilla • (Putugaro) Madeira • (Furanzi) Mayotte / Réunion • (United Kingdom) Saint Helena / Ascension Island / Tristan da Cunha • Sahara ye Madokero |
Zvisi ne Materitori ekunze |