Informatics Educational Institutions & Programs
Zvirozvemo
Tema (kureva black) kana dema, nhema ndiwo ruvara unowanikwa paye pasina chiedza chakazara kana kukwana nyangwe chinoonekwa[1]. Asi mavara matema akati siyanei neruvara nhema nekuti anechiedza chinoonekwa, asi chiedza chirimbijana.
Vambo rezita
zita reruvara rutema rine mazita akasiyana uye rinotsanangurwa zvakasiyana.
- Kusvibira = sviba, svipa, svipira, fipa
Asa zvakanaka kuzivisana kuti mashoko aya anoshandiswa kutsanangura mavara ese akasvibira zvichireva zerere (kunyanya yakasvibira, ungu (yakasvibira) uye hute kana tsvuku yakasvibira)
Iro shoko rekuti nhema rine runhetembo (poetic), rinoreva futi kuti manyepo (lies) rinoshandiswa se zvakadai:
- Anoreva nhema ('he/she tells lies' kana kuti 'he/she tells black words')
Zvakaipa nezveshoko iri ndezvekuti rinozivikanwa seruvara rwakaipa, runosanganiswa nerufu, munyama uye kunyepa - asi ndiro ruvara rweganda rwevanhu vatema futi. Mukudzidza muruambanzanga (siciology) chidzidzo chemagariro evanhu munovana kuti mazivirwo anoita ruvara rutema runobatanidzwa nevanhu vane ganda racho. Zvichioneka muhunhu hwakaita se rusaruramuvara (coloursim).
Mabvute emuvara
Ruvara/bvute | Enzano | Khodhi | Chingezi | vambo rezita |
---|---|---|---|---|
Ntema | #000100 | vantablack; blackest black | ||
Tematema | #0A0A0A | Jet black | ||
Tema | #000000 | Black | ||
onishi | #030104 | onyx black | muchitsonga x ndi sh; shona hayina x. | |
rdzvipu | #020403 | obsidian black | ||
vunzvi | #483C41 | Pitch black | ||
dema | #555D50 | ebony black | ||
rasha | #28231D | charcoal black |
Zvinhu zveruvara rutema
Mavara matema.
-
Ingwe
-
Mavara matema
-
Mumvuri wakasviba kuita rutema
-
Shavishavi tema
Mabviro eruzivo
- ↑ "Definition of achromatic". Free Dictionary. Archived from the original on August 17, 2015. Retrieved August 30, 2015