Informatics Educational Institutions & Programs
Zvirozvemo
Mataridziko
Mhuka (Animal) zvinoreva chisikwa chinofema, chinokwanisa kufamba kubva panzvimbo.
Mienzaniso yeMhuka
Kurerutsa Mutauro
- Zvipfuyo kana zvipfuwo (livestock; domestic and farm animal).
- Chikara (beast of prey)
- Ude (Place where game animals congregate).
- Mherehwa (Piebald animal. Dark mottled animal).
- Bvudze (very large number of animals).
Mitauro yeBantu
- VaHerero vanoti puka (v. to wander; go astray) kureva kudzengerera.
- VaHerero vanoti otjipuka (wild beast; wandering or roving creature) kureva mhuka yesango.
- Kupukaira (1. Walk about aimlessly doing nothing 2. Walk in vain, 3. Search for something in the veld).